azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – zii-zii lyrics

Loading...

[chorus: leonard dembo]
zvawakangoti zii+zii mudiwa w+ngu
chiiko chauri kuronga apo?
zvawakangoti zii+zii mudiwa w+ngu
chiiko chauri kuronga uko?
zvawakangoti zii+zii uriko kure
chiiko chauri kuronga?
zvawakangoti zii+zii uriko kure
chiiko chauri kufunga uko?
chinguri wakandisiya dhiya w+ngu
chiiko chauri kufunga?
chinguri wakandisiya dhiya w+ngu
chiiko chaunomboronga?
zvaunongozofara kana ndauya
chiiko chauri kuita iwe?

[pre+chorus: leonard dembo]
kana usisandide nditaurirewo
kana usisandide ndinyeurirewo
kana usisandide nditaurirewo

[chorus: leonard dembo]
zvawakangoti zii+zii mudiwa w+ngu
chiiko chauri kufunga uko?
zvawakangoti zii+zii madhiya w+ngu
chiiko chaunomboronga?
chinguri wakandisiya dhiya w+ngu
chiiko chauri kufunga iwe?
zvaunongozofara kana ndauya
chiiko chauri kuita?
chinguri wakandisiya dhiya w+ngu
chiiko chinokunakidza?
[pre+chorus: leonard dembo]
zvimwe hauchandide nditaurirewo
zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
zvimwe hauchandide nditaurirewo
zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
zvimwe hauchandide nditaurirewo
zvimwe hauchandide ndinyeurirewo



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...