azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – ziviso lyrics

Loading...

[verse 1]
ziviso huya tinzwanane
ziviso huya tinzwananewo
ziviso huya tinzwanane
ziviso huya tinzwananewo
misodzi inouya kana ndotarisa
(ziviso huya tinzwananewo)
misodzi inouya kana ndotarisa
(ziviso huya tinzwananewo)
mufananidzo wako chete wawakandipa
(ziviso wandityora moyo)
mufananidzo wako chete wawakandipa
(ziviso wandityora moyo)
uri reza yemoyo w+ngu inocheka kwese
(ziviso wandicheka moyo)
ziviso huya tinzwanane
ziviso huya tinzwananewo
ziviso huya tinzwanane
ziviso huya tinzwananewo (mudiwa)

[verse 2]
ndakataura naye ndega
iye ziviso akati huya tinzwananeka
ndakataura naye ndega
iye ziviso akati huya tinzwanane mudiwa
chembere dzemazuva ano
munorweiko parudo rwavana vacheche
[verse 3]
chembere dzemazuva ano
munorweiko parudo rwavana vacheche

[verse 4]
amai vangu vasikana
makaitе basa makandizvarira mabasa
amai vangu chimhandara
makaite basa makatizvarira mabasa

[outro]
makaita zvenyu mhai



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...