azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ndi kacee – nhano lyrics

Loading...

[intro: ndi kacee]
(new rules entertainment)
huh
asekuru
yeah
(its nation)

[verse 1: ndi kacee]
kukuru! shiri!
kule vamuka kubva kuhope
face wash pachigangster
p-ssport size huya unditore
kangaroo!
hip-hop ndaimutsa kubva hope
ndapwanya hope yevane nyope
vanodya hope
vachadya izvozvo
kanzuruu! wheo wheo!
ngaiuye inditore
ndanetsa mastreets no vending license, ngaiuye nditonyore
on some tribal shii
dhafu dhunda asiri mukore-kore
lacto, maasi tisu vacho vakore-kore
ndikutora machance, kuita zvose zvinoda ndiblowe marands
ndotenga mavans, ndofadza mafans
ane maweave kana ane mabuns
tovapa mabans, red carded
its the modus but i ain’t started
baby wako she can shake for it
ndomupa mahara, she begs for it
the squad and i yeah we going forward
takatora nhano felt the pain for it
now on itunes bring the pay forward
mainzwa mahara never paid for it
you knew i was good you never said so
hanzi zviri okay zviri so so
left dirty madofo
now maclean, lord m-f-!

[pre-chorus: fun_f]
chipoko round stepper front
and i do this for the money (for the moneeey)
y’all know ndochigwina
even when you doubted (when you doubteeed)
vachifamba zvinyoro -nyoro
ndiri kuaccelerate-r
ndiri kubuda sporo!

[chorus: ndi kacee]
ndakanda nhano (yeah, yeah)
ini!
ndakanda nhano, ndakanda nhano (yeah,yeah)
ini!
ndakanda nhano,ndakanda nhano (yeah)
ini!
ndakanda nhano, ndakanda nhano (uh, yeah)
ini!
ndakanda nhano

[verse 2: gze]
ndakanda nhano, hapana kana nharo
bhora k-mberi fanike bambo
vroom vroom ndapinda mubango
smart coup ndakabvuta humambo
(uuuh!)
sp-sp-sporo, shoes
zvipoko major moves (ghost)
magweja takatanga nefeja feja magwanda rules (gwanda rules)
hatizi matsaga sterek (aha)
hat-tembe vabereki (ehe)
ndogadzira dhora neshereni
ndadzoka semunhu wechikwereti
vapfanha vek-masand raini dzidzirai command hustle
boys dzangu its cash time
hatichada zvestruggle
(uuuh!)

[pre-chorus: fun_f]
chipoko round stepper front
and i do this for the money (for the moneeey)
y’all know ndochigwina
even when you doubted (when you doubteeed)
vachifamba zvinyoro -nyoro
ndiri kuaccelerate-r
ndiri kubuda sporo!

[chorus: ndi kacee]
ndakanda nhano (yeah, yeah)
ini!
ndakanda nhano, ndakanda nhano (yeah,yeah)
ini!
ndakanda nhano,ndakanda nhano (yeah)
ini!
ndakanda nhano, ndakanda nhano (uh, yeah)
ini!
ndakanda nhano



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...