azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ndi kacee – nzizi lyrics

Loading...

[intro: ndi kacee]
zo#zororai murugare
zo#zororai murugare
zorororai murugare
(takue#made#the#beat)

[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari#iii munovachengetedza
uh#huh

[verse 1: ndi kacee]
ndiani
ko ndiani
angapotswe#wo nerufu, rufu
ndiani
ko ndiani
angapotswe#wo nekufa, kufa
eh, vakamotora vose
panyika yose, mugere mose
pamwe maitora dzinza rose
zvatozvachose havachadzoke vose
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone

[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari#iii munovachengetedza
uh#huh

[verse 2: ndi kacee]
vadzimu woyee (vadzimu woye)
ndiratidzei zuva rekufa kw#ngu
nyadenga woye (nyadenga woye)
ndiratidzei zuva rekufa
dai taiziva misi nenguva
taigara tachera makuva
chero jorodhani rebhabhatizima
taigara tatotori yambuka
asi hatizivi misi nenguva
tongok#mbira mutiwedzere zuva
asi hatizivi misi nenguva
tongok#mbira muwedzere mazuva

[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari#iii munovachengetedza
uh#huh

[bridge: ndi kacee]
zo#zororai murugare
zo#zororai murugare
zorororai murugare

[outro: ndi kacee]
nzizi, nzizi
nzizi, nzizi
vazhinji, vazhinji
mwari#iii munovachengetedza
uh#huh



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...