ngonie kambarami – bvuma lyrics
terera aya terera
uri ruva rangu mwana akanakisa
chimiro chako chinonwisa mvura
kubata kudai kunge pondo shanu
uri chimwe changu iwewe mwanasikana
ungadai wabvuma kugara uneni
nokuti rudo pano ndoparizere
bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni)
bvuma, bvuma iwe, uve w+ngu
bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni
bvuma, bvuma iwe, uve w+ngu
pose paunopfuura ndinogarokutarisa
ipo maziso edu an0bva asangana
iwe nyemwerero un0bva watondipa
moyo w+ngu mudiwa un0bva w+ngodekara
nokuti ndinoziva mudiwa
kuti iwe wakasikirwa ini, ini ndokusikirwa iwe
saka ngatigarisane ye
bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni)
bvuma, bvuma iwe uve w+ngu
bvuma, bvuma kugara uneni
bvuma, bvuma iwe, uve w+ngu
ukabvuma kugara uneni
ndichakupa zvose zvaunoshuvira mwanasikana
ndinokuratidza iwe rudo rwakanyanya
rwausingambofi wapihwa nemumwe
chenai bvuma, kugara uneni
bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni)
bvuma, bvuma iwe, uve w+ngu
bvuma, bvuma, kugara uneni
bvuma, bvuma iwe, uve w+ngu
haya, haya, haya, haya wo
haya, haya, haya, haya wo
haya, haya, haya, haya wo
haya, haya, haya, haya woo
bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni, ye)
bvuma, bvuma iwe (woo) uve w+ngu (terera iwe)
bvuma, bvuma, kugara uneni
bvuma, bvuma iwe (terera) uve w+ngu
Random Lyrics
- mikey powell – why? lyrics
- fargo ip – marijane lyrics
- егор шип (egor ship) – блатной диор (blatnoy dior) lyrics
- zorica marković – pečalba je tuga pregolema lyrics
- @душнила (@dushnila) – n3verbelieve lyrics
- mammalfriend – satan is my friend lyrics
- nasty c – no more lyrics
- blvkdivmonds – eclipse lyrics
- sloe jack – backstab lyrics
- nyluu – luna lyrics