azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

oliver mtukudzi – tapinwa nei lyrics

Loading...

[intro]
ndozviudza aniko?
ndotaurira aniko?
ndinga zvitaure sei? ah!
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa, zvaityisa

[chorus]
ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa varumewe, zvaityisa

[verse]
varume tapindwa neiko?
varume tapindwa neiko isu?
kubata mwana chibharo asati akomba
kubata mwana chibharo asati akomba

[chorus]
ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa vakomana imi, zvaityisa
ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa vakomana imi, zvaityisa

ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa vakomana imi, zvaityisa

[verse]
miripo vakomana (mhai!)
miripo asati akomba (mhaiwe!)
miripo varumewe (mhai!)
miripo asati akomba (mhaiwe!)
deni ari wako wainzwa sei?
dai ari wako wainzwa sei?

[chorus]
ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa varumewe zvaityisa
ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa vakomana, zvaityisa

[verse]
kana riri domba, idomba rudzii vakomana?
kana iri nzara, inzara rudzii varumewe?
kana riri domba, idomba rudzii vakomana?
kana yave nzara, inzara rudzii varumewe?
kubata mwana chibharo asati akomba
kubata mwana chibharo asati akomba

[chorus]
ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa varumewe zvaityisa

ndozviudza aniko? (aniko?)
ndotaurira aniko? (aniko?)
ndinga zvitaure sei? ah! (ah!)
rega ndirambe ndinyerere
vandityisa
aiwa+aiwa vakomana imi, zvaityisa
[outro]
miripo vakomana (mhai!)
miripo asati akomba (mhaiwe!)
miripo varumewe (mhai!)
miripo asati akomba (mhaiwe!)



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...