azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

pamela phoebe – anofamba neni lyrics

Loading...

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko

ziva ndina mwari anofamba neni

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni

waunza bopoto ndiwe
waunza pokano ndiwe
waunza kusawirirana ndiwe
iwe satani
iwe satani

waunza bopoto ndiwe
waunza kupokana ndiwe
waunza kusawirirana ndiwe
iwe satani
iwe satani

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni
satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni

iwe satani
iwe satani
kutyiswa ndaramba
kuvhundutsirwa handikude

iwe satani
iwе satani
kutyiswa ndaramba
kuvhundutsirwa handikude

iwe satani
iwe satani
ini ndina mwari anofamba nеni

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni
kunzwa pachemwa ndiwe
matamudziko ese ndiwe
rufu nezvirwere ndiwe
iwe satani
iwe satani

kunzwa pachemwa ndiwe
matamudziko ese ndiwe
rufu nezvirwere ndiwe
iwe satani
iwe satani

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni

satani ibva shure kw+ngu iwe
kuzevezera kwako ndakunzwa
wati k+mberi kunotyisa uko
ziva ndina mwari anofamba neni



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...