piniel bayce – kuside kwangu lyrics
step inna di place mandig+ya
step inna di place mandig+ya
asi jah jah ndi
asi jah jah ndi
asi jah jah ndi jah jah
asi sei zvichiitika kuside kw+ngu
sei zvichingoitika kuside kw+ngu
ndati sei vachingotumira kuside kw+ngu
sei zvichiitika kuside kw+ngu
asi mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
verse 1
ende mwari vanoona
kwa vari ndinofona
if we look inside the bible zvavakaita kuna jonah
dai mandipa mission
aiwa ndinotora
dai maita zviite
kuti tisakite
and i feel the pain for my guys vakarasika
and futi everyday i just pray vagowanikwa
vanhu havana help chavanongoita kungotarisa
vanhu havana care
asi kwamuri takahardira
hatingazvipedze
hatingazvipedze jah jah
dai mangouya matikwidza ladder
vamwe vanouya vachidissa father
vamwe vanouya vachipwanya pata
katovaka
vachi cutter luck apa
but mukomana achitryer harder
vachi cutter luck apa
but mukomana acha
asi sei zvichiitika kuside kw+ngu
sei zvichingoitika kuside kw+ngu
ndati sеi vachingotumira kuside kw+ngu
sei zvichiitika kuside kw+ngu
asi mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
asi sеi zvichiitika kuside kw+ngu
ndati sei vachingotumira kuside kw+ngu
asi mwari vanoona
mwari vanoona
Random Lyrics
- adam jan – zanim zapomnę lyrics
- sofubi-p – fall into me lyrics
- tym – iwillstaythesame lyrics
- steele 11 – vacant lyrics
- the isley brothers – turn on, tune in, drop out (pt. 1 & 2) lyrics
- y4meru – lost lyrics
- curt von martin – g class lyrics
- longestsoloever – longestyearever 2023 lyrics
- jumbo – miss rand lyrics
- maria friedman – my ship lyrics