azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

poptain – pfau pfau lyrics

Loading...

intro
ndozviziva kuita kweguva asi zvinondirwadza kufunga
pane vatichasuwa pane vachatisuwa zvakangondigara pachipfuva

[verse 1]
ndiani anoda kutanga hapana
ndiani anoa kusiwa hapana
handingaende ndisina kubuditsa zviri muhana
tese tenge takarirongera ramangwana
zvoreva here aenna apotswa nemachena
asara wacho adi kungopihwa mukana
madi zvenyu matora inini
do you mean it? kana kuti kungozhamba
munamato w-ngu urikusvika here
kana kuti zvingori zvechamba
vamakatora kwedu vakakwana here
kana muchatora umwe zvorwadza
zvandakaona ndozva achaona here mwana w-ngu baba vachitandadza

[chorus]
kuti vaende ndaisamboda ndaiva mudiki kana chandaiziva
hanzi ndirufu akatora kuziva here kuti ndikurwadziwa
kana ouya ndoda kuziva ndomumirira ndomuti ibva munzira
kuti vaende ndaisamboda
kuti vaende ndaisamboda
kuti vaende ndaisamboda ndaiva mudoko kana chandaiziva
hanzi ndirufu akatora kuziva here kuti ndikurwadziwa
kana ouya ndoda kuziva ndomumirira ndomuti ibva munzira
kana ouya ndoda kuziva
kana ouya ndoda kuziva

[bridge]
pfau pfau-pfau pfau
maziso pinduru-pinduru nhai baba maonei
pfau pfau-pfau tasa
mafuru mumukanwa ko nhai baba makadyei

[verse 2]
inini wacho mandisiya nei (siyanei)
zvamafa ini nemi tasiyanei (tasiyanei)
akutorai wacho anodei (anodei)
zvatisina chatinacho maparadzei (maparadzei)
nhamo muparadzi
kutora amai vangu kuisa farazi
une shave rechi ganaz
kut-tsemura nepakati se dhonanzi

[chorus]
kuti vaende ndaisamboda ndaiva mudiki kana chandaiziva
hanzi ndirufu akatora kuziva here kuti ndikurwadziwa
kana ouya ndoda kuziva ndomumirira ndomuti ibva munzira
kuti vaende ndaisamboda
kuti vaende ndaisamboda
kuti vaende ndaisamboda ndaiva mudoko kana chandaiziva
hanzi ndirufu akatora kuziva here kuti ndikurwadziwa
kana ouya ndoda kuziva ndomumirira ndomuti ibva munzira
kana ouya ndoda kuziva
kana ouya ndoda kuziva

Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...