qounfuzed – memories lyrics
zvaisafanira kudaro
asi sei life ichidaro
ndaitiwo ndawana mufaro
aiwa nhamo inenharo
i still remember the spot yandakakuspotter
wakabata glass ranga riri mu quarter
ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper
ukanditi ndine magic kunge harry potter
che+, che+, che+, ndichicherechedza
chimhandara chichitamba chega
chiuno chake nepfungwa dzangu zvichitendereka
kakakotama ndikambofunga kakuda kundibereka
girl, still smell your perfume
kuita setiri mu same room
memories, memories
hona manje ndangosara nema memories
nhai mwari
hona manje ndangosara
aitamba akabata glass
kukotama obata pasi
kutamba kwacho seachabhenda chasi
hufree spirit hwacho kuita kunge brenda fassie
nechemumoyo ndikati k+mba ndikuenda naye nhasi
girl, please come back and give me one more whine
dai tangochidzokorodza one more time
girl, i can still smell your perfume
kuita setiri mu same room
memories, memories
hona manje ndangosara
nema memories
nhai mwari
hona manje ndangosara
aichukucha zvichikuchuka
achiti akabuda ziya ndaibva ndaripukuta
akati ngatibve pano vanhu vari kundipusha
ndakati varikukuda but varikukutya
kutamba zvekuti nguva hatina k+mbodziona dzichifamba
patanga takubuda ndakak+mbira number
ndasvika k+mba ndakadziyedza dzikaramba (the number you′ve dialed is not in use)
if you knew you had a man, number waindipirei?
wakandi leader on
kundipa number dzisingafoni
girl, i can still smell your perfume
kuita setiri mu same room
memories, memories
hona manje ndangosara
nema memories
nhai mwari
hona manje ndangosara
i still remember the spot yandakakuspotter
wakabata glass ranga riri mu quarter
ndakakuti tarisa rutivi ndobva ndakutopper
ukanditi ndine magic kunge harry potter
come back and give me one more whine
dai tangochidzokorodza one more time
girl, i can still smell your perfume
kuita setiri mu same room
memories, memories
hona manje ndangosara
Random Lyrics
- william byrd – domine secundum multitudinem lyrics
- brittbarbie3 – bag secured periodt lyrics
- digga d – fighting for my soul lyrics
- 3rei sud est & andia – inseparabili lyrics
- stunna girl & jt – like dat (remix) lyrics
- gusi – me voy contigo lyrics
- диман брюханов (diman brukhanov) – на стиле (on the style) lyrics
- austin wintory – phantom pains – blue edition lyrics
- mister nice – hey lyrics
- yunell – demasiado tarde lyrics