azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ty mxjr – ndiwe wega lyrics

Loading...

[verse 1: afro-boss]
afro-boss !
ty mxjr,itai mega
nekuti ndakabatanidzwa kah !
naye svovi musvitsa tsvene kah !
kunge bute ndakamuputa kah !
changu naye chavakuputika !
yeah yeah
chakavakuputika
because baby ari sweet kunge akagadzirwa ne candy
anofarira pink kunge chipepa che dandy
she is my momma so i go be her daddy
bambri bam bam bam bam bababam

[chorus: ty mxjr)
ndiwe svovi yangu ndiwe
ndiwe chimwe changu
ndiwe bhebhi rangu ndiwe
ndiwewega uripo x3 (x2)

[verse 2: ty mxjr]
flexa neni girl (chimbotamba x3)
you an all rounder baby panorama
and i wanna you to my daddy and my mama
you are so worth it so am bringing my lobola

[bridge: afro-boss]
my lobola iyeyeyeah

[verse 3: afro-boss]
ohh ohhhh hold up
ndiwe svovi yangu, ndiwechete wandichabvisirao madollar
handife ndakak-monamona brain kuita kunge vhudzi ra jola
me love you my melanin yes, my (black x3) coca-cola
mmmmm maimwana makakora
handisi mwana wamunhenzva but ndine ma bars
handisenze ku bakers inn but ndine chibhanzi
ndokuvimbisa rudo chete babie handizo ghanze
even mai vanofara vachikorobha chivanze..
uuu uuu svovi yangu
chimwe changu
my chick… aihwa ahhh chikwama changu

[chorus: ty mxjr]
ndiwe svovi yangu ndiwe
ndiwe chimwe changu
ndiwe bhebhi rangu ndiwe
ndiwewega uripo x3(x2)

[oliver mtukudzi: live performance interlude]
“id like to take the opportunity to thank the organizers of this show.(crowd claps)it is a beautiful festival iv come to realize that hmm… this festival the focus is not the music. but focus is africa.and that makes it a different festival from all the other festivals (yeah x3)

[ty mxjr: inaudible humming]
thank you, am gonna give you my last song…



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...